Hongu
Kwete
Dzima
Tinokumbira umire kanguva....
Parizvino: %s
Hausati wagadzira izwi rekudarika!
%s tsamba pahutaurwa
Dzima tsamba dzekare izvozvi?
Unechokwadi kuti unoda kudimbura shinda dzehutaurwa dzese kusvika pa %s dzetsamba dzamanje here?
Dzima
Tadzisa izwi rekudarika?
Tadzisa kuvhara chivhitivhiti chetsamba?
Tadzisa
Kubvisa kunyoresa
Kanganiso pakukochekera kusevha!
Tsamba pfupi dzagoneswa
Bata kuti ushandure hurongwa hwe apu dzetsamba pfupi
Tsamba pfupi dzatadziswa
batidza
Batidza
dzimwa
Dzimwa
Tsamba pfupi %1$s, Tsamba ine midhiya %2$s
maminiti %d
(mufananidzo)
(audio)
(vhidhiyo)
Hatisi kukwanisa kuwana apu yekusarudza midhiya.
Kamera
Mufananidzo
Vhidhiyo
Audio
Mashoko ezita
Mazita akadzivirirwa
Unogona kuda kuongorora kururama
kwezita iri.
Bvuma
Tsamba %s
Hukuru hwetsamba: %d KB
Inopfurikidza: %s
Haina kusvitswa
Wowona midhiya yakakwedekerwa?
Midhiya iyi yakachengetedzwa mupfimbi yedhata yakakwedekerwa. Zvisinei, kuti uione nechioneso chemashoko chekunze parizvino zvinoda kuti dhata rimbobviswa kukwedekerwa kwenguva pfupi uye rinyorerwe padhisiki. Unechokwadi chekuti unoda kuita izvi here?
Kanganiso, pagamuchirwa tsamba yekutsinhana kwesvumbunuro iyi yekare.
Tagamuchira tsamba yekutsinhana svumbunuro, baya kuti ipinde mushishi.
%1$s abuda muboka.
Bata kuti uwone zvizere
Bata kuti zvisina kuchengetedzwa zvidzoke
Dzokera kutsamba isina kukwedekerwa?
Dzokera kutsamba dzemidhiya isina kukwedekerwa?
Hatisi kukwanisa kuwana apu inokwanisa kuvhura midhiya iyi.
Totangisa chikamu chakakwedekerwa?
Totangisa chikamu chakakwedekerwa na %s?
Kutsinhira kuti chikamu chakakwedekerwa chivharwe
Unechokwadi here kuti unoda kuvhara chikamu chakakwedekerwa?
Kutsinhira kuti shinda idzimwe
Unechokwadi here kuti unoda kudzima hutaurwa uwu zvamuchose?
Kuwedzera batanidzwa
Sarudza mashoko ezita
Nyora shoko
Ruregerero, paita kanganiso pakugadzira batanidzwa yako.
Butiro re\"gif\" rasarudzwa iri rakakurisa!
Ruregerero, vhidhiyo yasarudzwa inodarika hukuru hwetsamba inobvumirwa (%1$skB).
Ruregerero, audio rasarudzwa rinodarika hukuru hwetsamba inobvumirwa (%1$skB).
Anotambira haana kero yetsamba pfupi kana tsambambozha inoshanda!
Tsamba haina zvirimo!
Nhengo dzemuboka
Hutaurwa hwemuboka
Boka risina zita
Nhengo %d
Nhengo imwe chete
Chirongwa chakachengetedzwa
Mugamuchiri asinei!
Kuchaya runhare hakutsigirwe
Muchina uyu hauwoneke uchitsigira sarudzo yekuchaya.
Buda muboka?
Unechokwadi kuti unoda kubuda muboka iri?
Tsampa pfupi isina kukwedekerwa
Tsamba ine midhiya isina kukwedekerwa
Tora nayo: %s
Ngatishandisei nzira iyi kuti titaure: %s
Kanganiso pakubuda muboka...
Tsamba dzine midhiya hadzitsigirwe
Tsamba iyi haikwanise kutumirwa nemhaka yekuti mutakuri wako haatsigire tsamba dzine midhiya.
Tinokumbira kuti usarudze zita
Bvisa dziviriro?
Unechokwadi kuti unoda kubvisa dziviriro pane zita iri?
Bvisa dziviriro
Shoko zvizere
Fambisa: %1$s\nYatumirwa/Yagamuchirwa: %2$s
Mutumiri: %1$s\nFambisa: %2$s\nYatumirwa: %3$s\nYagamuchirwa: %4$s
Tsamba yekutsinhira kudzima
Unechokwadi here kuti unoda kudzima tsamba dzese dzasarudzwa zvamuchose?
Chengetedza ku pfimbi
Kuchengetedza midhiya iyi kupfimbi kuchabvumira mamwe maapu aripa runhare rwako kuti ave nehupindwa pairi.\n\nEnderera?
Paita kanganiso pakuchengetedza batanidzwa kupfimbi!
Budiriro
Hatikwanise kunyorera kupfimbi!
Kuchengetedza
Kuchengetedza batanidzwa kupfimbi...
Kumirira...
Tsamba ye midhiya
Tsamba pfupi
Kudzimura
Kudzimura tsamba...
Tsvaga....
Dzima shinda?
Unechokwadi here kuti unoda kudzima hutaurwa HWOSE hwasarudzwa?
Kudzimura
Kudzimura shinda dzasarudzwa...
Svumbunuro tsinha shoko
Kushandisa gadziro yako: %s
Kushandisa hurongwa: %s
Hapana
Izvozvi
maminiti %d
Bvisa kuchochekerwa \"%s\"?
Nekubvisa kukochekerwa kwemuchina uyu, hauchazokwanisa zvakare kutumira kana kugamuchira tsamba.
Kukochekera kwemasaisai kwaramba....
Yedza zvekare
Kubvisa kukochekerwa kwemuchina…
Kubvisa kukochekerwa kwemuchina…
Masaisai aramba!
Muchina usina zita
Kochekerwa %s
Bishi raguma %s
Gova na..
Exupota
Exupota bomhoremavara ku SD kadhi?
Kanzura
Kuexupota
Kuexupota bomhoremavara ku SD kadhi...
Kanganiso pakunyorera ku SD kadhi!
Paita kanganiso pakati pekunyorera ku SD kadhi!
Budiriro
Boka nyowani
Zivisa boka
Zita reboka
Boka nyowani retsamba dze midhiya
Paita kanganiso isina kutarisirwa yatadzisa kugadzirwa kweboka.
Panodiwa munhu mumwe chete muboka rako!
Mumwe wenhengo dzemuboka rako anenhamba isiri kukwanisa kuverengwa zvakanaka. Tinokumbira kuti zita iri rigadziriswe kana kubviswa woedza zvekare.
Chimiriro cheboka
Gadzira boka
Kugadzira %1$s...
Kuzivisa %1$s...
Kugadza zvizere zveboka....
Ini
Imupota
Exupota
Imupota gumbapamwe repfimbi yedhata retsamba pfupi?
Imupota
Kanzura
Todzoreredza bhekiapu yakakwedekerwa here?
Dzoreredza
Imupota bhekiapu yebomhoremavara?
Izvi zvichaimupota
tsamba kubva kubhekiapu yebomhoremavara. Kana wakambotora bhekiapu iyi,
kuiimupota zvakare zvichakonzeresa kudzokororwa kwetsamba.
Kuimupota
Kuimupota bhekiapu yebomhoremavara...
Hapana bhekiapu yebomhoremavara rawanikwa!
Kanganiso pakuimupota bhekiapu!
Kuimupota kwazadziswa!
Kudzoreredza
Kudzoreredza bhekiapu yakakwedekerwa...
Hapana bhekiapu yakakwedekerwa yawanikwa!
Dzoreredza zadzisa!
Hapana svumbunuro yakaongororwa yawanikwa!
Vakirira \"Barcode scanner\"?
Yatadza kutumidzira
Chitupa chitsva
Kanganiso pakuchengetedza tsamba ine midhiya!
Kanganiso pakuhakira kumuyananisi wetsamba dzemidhiya....
Kanganiso pakuverenga muyananisi wegadziro dzetsamba dzine midhiya pasina waya...
Tsamba ine midhiya
Wabuda muboka.
Wazivisa boka.
Izwi rekudarika harisi kutevedzera riripo!
Izwi rekudarika rekare harisiriro!
Pinza izwi rekudarika ritsva!
Kochekera muchina uyu?
KANZURA
ENDERERA
Kochekera muchina uyu?
Inokwanisa ku
-Verenga tsamba dzako dzese
\n- Tumira tsamba muzita rako
Kukochekera muchina
Kukochekera muchina mutsva…
Muchina wakochekerwa!
Hapana muchina wawanikwa.
Masaisai akanganiswa.
Murau usiwo weQR.
Urombo, wagara unemichina yakakochekerwa yakawanda, edza kubvisa imwe…
Pinza izwi rekudarika
Tera izwi rekudarika
izwi rekudarika harina basa!
Vhezheni ye “Google Play Services’ yawavakirira haisi kushanda zvakanaka. Rukumbiro vakiridza “Google Play Services” uedze zvakare.
Yera apu iyi
Kana uchifarira kushandisa apu iyi, tinokumbira mutore kanguva kekutibatsira muyere.
Yera ikozvino!
Kwete tinotenda
Mbaimbai
Dzivirira zita iri?
Hauchakwanisi kuwona tsamba kubva kune mushandisi uyu.
Dzivirira
Bvisa dziviriro pane zita iri?
Unechokwadi kuti unoda kubvisa dziviriro pane zita iri?
Bvisa dziviriro
Kugoneswa
Kutadziswa
Sarudza nyika yako
Unofanirwa kutaura
kodhi yenyika yako
Unofanirwa kutaura
svumbunuro dzembozha runhare rwako
Nhamba isina basa
Nhamba dzawataura
idzi (%s) hadziite.
Haina kutsigirwa
Ruregerero,
muchina uyu hauna kutsigirwa kuti uite tsamba dzedhata. Michina irikumhanya nevhezheni dzeAndroid dzakakura
kudarika 4.0 dzinofanirwa dziine chitupa cheGoogle chakanyoreswa. Michina irikumhanya ne “Android” 4.0 kana kuti itsva hadzifanirwi
kuva nechitupa cheGoogle, asi dzinofanira kuva ne apu ye “Play Store” yakavakirwa.
Ongorora zvakare kuti iyi inhamba dzako! Tava pedyo nekuiongorora netsamba pfupi.
Enderera
Pepeta
Bvira matambudziko
Kururamisa nhamba
Pepeta %s
Zadzisa!
Unofanirwa kupinza murau wawatanga kugamuchira…
Kukochekera
Kukochekera kuti uongorore kururama…
Masaisai akanganiswa.
Kutadza kuhaka. Rukumbiro tarisa masaisai ako ekuhaka uedze zvakare.
Kururamisa kwaramba!
Murau wekuongorora kururama wawatumidzira hausiriwo. Rukumbiro edza zvakare.
Waedza zvakanyanyisa
Watumidzira murau wekuongorora kururama usiri iwo kwemikana yakanyanya. Rukumbiro, imbomira kweminiti imwe chete usati waedza zvakare.
Kukumbira kuchayirwa runhare
Kukumbira kuwuya kwerunhare rwekuongorora...
Kanganiso pasevha
Sevha raita kanganiso. Rukumbiro edza zvakare.
Zvikumbiro zvakawandisa!
Wanga wakumbira kuchairwa runhare nechekare. Unokwanisa kukumbira imwe mushure menguva inokwana maniniti 20.
Paita kupikanisa pakunyoresa
Kuregisita kwazadziswa
Kanganiso pakunyoresa
Tagamuhira svumbunuro yakaworera
tsinha tsamba!
Tagamuchira tsamba yekutsinhana svumbunuro, baya kuti zvishishwe nekutaridzwa.
Tagamuchira tsamba ine chitupa chine svumbunuro isingazivikanwe. Baya kuti zvishishwe nekutaridzwa.
Zvagamuchirwa kuwedzerwa asi pane chitupa chemashoko chisingazivikanwi. Bata kuti utsinhidzire chitupa.
Chikamu chakakwedekerwa chaguma.
Tsamba yakafanana
Kubuda muboka...
Chikamu chakakwedekerwa chaguma.
Chirongwa:
Hauna chitupa chesvumbunuro
Anotambira haana chitupa chesvumbunuro.
Anotambira haana chitupa chesvumbunuro!
Wongorora svumbunuro yavo kuti uyenzanise
Ita kuti svumbunuro yangu iwongororwe
YAMBIRO, svumbunururo dzavhenekwa HADZIENDERANI! Rukumbiro tarisa chidhindo chemavara zvakanaka.
HAINA Kururama!
Svumbunuro yavo ndiyo. Zvekare zvakafanirawo kuti uongororese kururama kwesvumbunuro yako navo .
Yakarurama!
Hauna chitupa chesvumbunuro!
Hauna chitupa chesvumbunuro
Wongorora kuti uyenzanise
Ita kuti iwongororwe kuti uyenzanise
YAMBIRO, svumbunuro yawongororwa iyi HAISI kutevedzera iripo!
HAINA kururama!
Svumbunuro yawongororwa iyi inotevedzera iripo!
Yakarurama!
Chidhindo changu
Totanga kunyangwe paine chikumbiro chiripo?
Watumira rukumbiro rwekutangidzwa kwechikamu kumugamuchiri uyu nechekare, unechokwadi here kuti unoda kutumira imwe? Izvi zvinoita kuti rutumiro rwekutanga rwushaye basa.
Tumira
Tsamba yakakwedekerwa iyi yakaipa...
Kubvisa kukwedekerwa, mira kwekanguva....
Tsamba yakwedekererwa chikamu chisipo...
Kanganiso pakubvisa kukwedekerwa kwetsamba.
Kanganiso pakubvisa kukwedekerwa kwetsamba.
Kuhakira kupfimbi yetsamba dzine midhiya...
Kututunura tsamba dzemidhiya....
Kututunura tsamba dzemidhiya kwaramba!
Kututunura....
Bata nekuisa gadziro dzetsamba dzemidhiya kuti uenderere nekututunura.
Kanganiso pakubvisa kukwedekerwa kwetsamba.
Kubvisa kukwedekerwa kwetsamba ine midhiya, chikumbiro mirai...
Tsamba ine midhiya yakakwedekerwa iyi yakaipa...
Tsamba ine midhiya yakakwedekererwa chikamu chisipo....
Misa zviziviso
Kuimupota kuri mushishi
Kuimupota tsamba dzine mavara
Vhara neizwi rekudarika
%1$d tsamba nyowani muhutaurwa %2$d
Zvamanje kubva ku: %1$s
Tsamba yakavharwa...
Tsamba ine midhiya: %s
(Hapana nhaurwa)
Kusvitswa kwetsamba kwaramba.
Tatadza kusvitsa tsamba.
Kanganiso pakusvitsa tsamba.
Mara ose se averengwa
Mara se averengwa
Tsamba ine midhiya
Pindura
Dambudziko pakutumira tsamba!
Zvirimo zvakavigwa
IZWI REKUDARIKA REKARE:
IZWI REKUDARIKA RITSVA:
DZOKORORA IZWI REKUDARIKA RITSVA:
Pinza zita kana nhamba
Hapana mazita
kugadza mazita...
Mufananidzo wezita
Sarudza kuitira
Hapana mazita akadzivirirwa...
Hapana kuchaya runhare kwaitika iyezvino.
Hutaurwa hwamiswa
Tumira tsamba pfupi isina kukwedekerwa
Tumira tsamba ine midhiya isina kukwedekerwa
Tumira
Bvisa
Hutaurwa na %1$s
Rondedzero yetsamba
Saidzira kiibhodhi ye \"emoji\"
Mufananidzo webatanidzira
Saidzira dhirowa yebatanidzira
Tsamba ine midhiya iri kututunura
Tsamba ine midhiya
Tsamba yakakwedekerwa
Tutunura
Kututunura
Kutumira kwaramba
Kumirira mubvumo
Yasvitswa
Tutunura
Mufananidzo wezita
Kututunura
Mashandiro esarudzo dzezvikwata
%s asarudzwa
Kugadza mazita nyika....
Tsvaga
Hapana muchina yakahakirwa....
Tatadza kutora bhuku remapindiro amboitwa kubva pamuchina wako. Asi unogona kushandisa ADB kuti ukwanise kuwana bhuku rekubvisa zvipfukuto.
Tinotenda nerubatsirwo rwako!
Kutumidzira
Kutumira bhuku remapindiro amboitwa kuruzororo....
Hurongwa hwegumbapamwe yepfimbi yedhata haizochinjirudzwe kana kushandurwa neimwe nzira.
Darika
Imupota
Izvi zvinogona kutora kanguva. Tinokumbira umire zvishoma, tichakuzivisai kana kuimupota kwazadziswa.
KUIMUPOTA
Zivisa pfimbi redhata....
Exupota bhekiapu yebomhoremavara
Exupota bhekiapu rebomhoremavara rinopindirana ne\"Bhekiapu yetsamba pfupi nekudzoreredza\" kuenda kuSD kadhi.
Imupota gumbapamwe yepfimbi redhata retsamba pfupi
Imupota pfimbi yedhata
kubva kuhurongwa hwegumbapambwe reapu retsamba.
Imupota bhekiapu yakakwedekerwa
Imupota bhekiapu yebomhoremavara
Imupota bhekiapu rebomhoremavara. Rinopindirana ne\"Bhekiapu yetsamba pfupi nekudzoreredza\".
Hapana mifananidzo
Ruramisa
Tumira zvekare
Mukondo wegadziro yetsamba dzemidhiya dzinodiwa parunharembozha rwako.
Kugoneswa
Kutadziswa
Haina kugadzirwa
Mavara apinzwa anga asiri eURI inosevenza
Mavara apinzwa anga asiri emuchinguri anosevenza
%1$s abatana neboka.
Boka raziviswa.
Musoro ikezvino wave \'%1$s\'.
Zarura
Kuti utumire midhiya netsamba dzemapoka, bata ‘hongu’ uye uzadzikise gadziro dzakumbirwa. Gadziro dzetsamba dzemidhiya kubva kumutakuri wako dzinogona kuwanikwa nekutsvaga ‘mutakuri weAPN.’ Unongoda kuti uite izvi kamwe chete.
Yakadzivirirwa
Misa hutaurwa
Tadzisa zviziviso zvehutaurwa uwu.
Vhaibhureta
Dzivirira
Ruvara
Ruvara rwezita iri
NYIKA YAKO
KODHI YENYIKA YAKO NE
NHAMBA DZEMBOZHA RUNHARE RWAKO
NHAMBA DZENHARE
Nyoresa
Kunyoresa kunotumira mamwe mashoko ezita kuenda kusevha. Haipfimbikwe.
Zvaitiswa natwilio
Zvimwe zvimhingamipini
zvinosanganisira:
Zvibvukiro zvetsamba pfupi.
Nhamba hadzisidzo.
Rukumbiro tarisa kuti uve nechokwadi kuti wapinzwa nhamba dzako zvakanaka, uye kuti ndiwo muitiro wakanaka
wekudunhu rako.
Izwi re‘Google.’
Kururamisa nenzira yezwi
Ruramisa
Ndichayire nhare
Pepeta nhamba
Kukanganiswa kwekuhaka masaisai.
Zvimwe zvimhingamipini
zvinosanganisira:
Hapana masaisai
ekuhaka.
Chidziviriri chemudhuri wemoto.
Kukochekera.....
Kumirira tsamba pfupi
yekururamisa...
Kunyoresa nesevha....
Izvi
zvinokwanisa kutora chinguva. Rukumbiro iva nemoyo murefu, tichakuudza kana kutsinhira kuchinge kwazadziswa.
Kururama kuburikidza netsamba pfupi
kwaramba.
Kugadzira svumbunuro....
Chenjedza
Runhare
Tarisa
Pinza zita kana nhamba
Wedzera nhengo
Chitupa chavo (vaverenga):
Chitupa chako (waverenga):
Zvimwe zvinhu zvinoda teerero yako.
Kutumira
Kugamuchira
Kuburikidza
Kuna:
Kubva:
Na:
Gadzira izwi rekudarika
Pinza izwi rekudarika
Sarudza mazita
Chitupa chesvumbunuro chepovho
Sandura izwi rekudarika
Ruramisa chitupa
Tumidzira bhuku rekubviswa kwezvipfukuto
Kuwona midhiya muchidimbu
Mifananidzo yese
Mifananidzo yese ine %1$s
Zvizere zvetsamba
Maneja michina yakakochekerwa
Imupota/ Exupota
Chitupa chesvumbunuro yangu
Shandisa hurongwa
Shandisa gadziro yako
Misa zve awa 1
Misa zve maawa 2
Misa zve zuva 1
Misa zve mazuva 7
Gadziro yehurongwa
Kugoneswa
Kutadziswa
Zita netsamba
Zita chete
Isiri
Mifananidzo
Audio
Vhidhiyo
- awa %d
- maawa %d
Zvenguva dzose
Tsamba pfupi netsamba ine midhiya
Gamuchira tsamba pfupi dzese
Gamuchira tsamba dzine midhiya dzose
Gadziro dzekuisa
Gonesa svumbunuro yekupinza
Dzorera svumbunuro yemufananidzo nesvumbunuro yekupinda
Svumbunuro yekupinza inotumira
Kubaya svumbunuro yekupinza kunoita kuti tsamba dzine mavara dzitumirwe
Gadziro dzekuratidza
Sarudza chitupa
Sarudza zita rako pane mutsara wemazita.
Sandura izwi rekudarika
Sandura izwi rekudarika rangu
Gonesa izwi rekudarika
Izwi rekudarika %s
Gonesa kuvhara chivhitivhiti chetsamba
Tsivatsaona yepachivhitivhiti
Tsivatsaona yepachivhitivhiti %s
Dzivirira kutorwa kwemifananidzo yepachivhitivhiti pane rutarwa rwamanje uye mukati meapu.
Kanganwa izwi rekudarika mupfungwa kana kwapera chimirwa
Kupera kwenguva inoshanda izwi rekudarika
Sarudza panoperera nguva yekushanda kwe izwi rekudarika
Chimirwa chekupera kwenguva
Nguva yekumira isati yakanganwa izwi rekudarika mupfungwa
Zviziviso
Gonesa tsamba dzezviziviso
Ruvara rweLED
Haizivikanwe
Peteni yekubwaira kweLED
Isa gadziro yako yepeteni yekubwaira kweLED
Kubatidza kuitira:
Kudzima kuitira:
Gadziro yekubwaira kwepeteni yeLED yaiswa!
Ruzha
Sandura ruzha rwezviziviso
Zviziviso zviri mushinda
Ridza ruzha rwezviziviso kana ndichiwona hutaurwa huri mubishi
Dzokorodza chenjedzo
Kwete zvamuchose
Nguva imwe chete
Nguva yepiri
Nguva yetatu
Nguva yechina
Nguva yegumi
Vhaibhureta
Itawo ruzha kana waziviswa
maminiti
maawa
Girini
Tsvuku
Bhuluu
Ranjisi
Cyan
Magenta
Chena
Hapana
Kukurumidza
Kwesere
Nono
Gadziro yako
Zviri pamusoro
Zvakachengeteka
Mumiriri anoshandisa tsamba dzemidhiya
Mukondo wegadziro dzetsamba dzemidhiya
Shandisa mukondo wegadziro dzetsamba dzemidhiya
Darikidza gadziro yegumbapamwe yetsamba dzemidhiya nemashoko aripasi.
MMSC URL
MMS Proxy Host
MMS Proxy Port
Zita rekushandisa re MMSC
Izwi rekudarika re MMSC
Kumhan\'ara kwekusvika kwetsamba pfupi
Kumbira kuman\'arwa kwekusvitswa kwetsamba pfupi imwe ne imwe yaunenge watumira
Ita kuti tsamba dzakare dzizvidzime pachadzo kana shinda yeutaurwa yapfurikidza hurebu hwakatarwa.
Dzima tsamba dzekare
Hutaurwa ne midhiya
Magumo ehurefu hweutaurwa
Nyerenyesa shinda dzese izvozvi
Tsvagiridza mukati meshinda dzehutaurwa uye manikidzira magumo ehurefu hwehutaurwa.
Chiedza
Rima
Mamiriro
Dingindira
Dingindira %s
Hurongwa
Mutauro
Mutauro %s
Kuendesa bhuku yekubviswa kwaitwa zvipfukuto
Yanano yemashandiro \"ekuchaya pasina waya\"
Gonesa kana muchina wako uchishandisa nepfenyuro yepasina waya kusvitsa tsamba pfupi/ tsamba dzine midhiya (gonesa chete kana \"kuchaya pasina waya\" kwakagoneswa pamuchina wako).
Mazita akadzivirirwa
Ratidza zviziviso
Kana pachishandiswa dhata rinofamba
Kana pachishandiswa nepfenyuro isina waya
Kana urikufamba kunze kwenyika
Kuzvitutunura kwemidhiya
Kudimbura tsamba
Sarudza zvese
Bvisa sarudzo pese
MAZITA OSE
Tsamba itsva kuna...
Kupedza
Gwangunudza mutsara wemazita
Chaya runhare
Shoko zvizere
Kopa mavara
Dzima tsamba
Endesa tsamba mberi
Tumira tsamba zvekare
Chengetedza batanidzwa
Koka
Tanga chikamu chakakwedekera
Tsivatsaona
Dzima zvasarudzwa
Sarudza zvese
Tsvaga
Mufananidzo wezita
Chenjedzo yekanganiso
Hutaurwa hutsva
Tsivatsaona
Ruramisa chitupa
Kubvisa chimiso
Misa zviziviso
Kuwedzera batanidzwa
Zivisa boka
Buda muboka
Dzima shinda
Mifananidzo yese
Gadziro yehutaurwa
Wedzera zvinongobuda
Wedzera kumazita
Mutsara we vanotambira
Kusvitswa
Hutaurwa
Tepfenyura
Kuyenzanisa
Ita kuti iwongororwe kuti uyenzanise
Wongorora kuti uyenzanise
Tsamba itsva
Boka nyowani
Gadziro
Vhara
Mara ose se averengwa
Tsamba hadzichazogona kutumirwa zvekare, rukumbiro kwidziridza kuenda kevhezheni remanje.
Shandisa sehurongwa hwe apu yetsamba pfupi?
Kuimupota gumbapamwe retsamba pfupi?
Bata kuti ikopere tsamba pfupi dzembozha runhare yako kupfimbi redhate rakakwedekerwa.
Bata kuitira kutumiridzira kunechichimbi, puraivheti yakanyanya uye pasina kubhadharwa kwetsamba pfupi.
Iwewe
Kutadza kuona mufananidzo uyu muchidimbu
Rudzi rwemidhiya rwusina kutsigirwa
Chengetedza
Kuona mufananidzo muchidimbu
Kudzimura
Kudzimura tsamba dzekare....
Tsamba dzekare dzakwanisa kudzimwa
Tumidzira chimiriro chemufanidzo